Millat al-Islam

Chapter 113 · 5 verses · Abdullah J. M. Adini And Students

Surah Al-Falaq in Shona

Arabic with tafsir Listen to Surah Al-Falaq (1299 reciters)
Meccanسورة الفلق5 verses

بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ

قُلۡ أَعُوذُ بِرَبِّ ٱلۡفَلَقِ ١Iti: “Ndinotsvaga chengetedzo muna (Allah), Tenzi vekubuda kwezuva (mangwanani) مِن شَرِّ مَا خَلَقَ ٢Kubva kune zvakaipa zvavakasika وَمِن شَرِّ غَاسِقٍ إِذَا وَقَبَ ٣Uye kubva kune zvakaipa zverima (usiku kana hwauya nerima) وَمِن شَرِّ ٱلنَّفَّٰثَٰتِ فِي ٱلۡعُقَدِ ٤Uye kubva mune zvakaipa zveavo vanoita huroi kana vachifuridza chishwe (funda) وَمِن شَرِّ حَاسِدٍ إِذَا حَسَدَ ٥Uye kubva kune zvakaipa zveuyo ane shanje kana achiita shanje.”

Translation: Abdullah J. M. Adini And Students.