Arabic with tafsir
Listen to Surah Al-Kawthar (810 reciters)
بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ
إِنَّآ أَعۡطَيۡنَٰكَ ٱلۡكَوۡثَرَ ١Zvirokwazvo, takakupa (Muhammad (SAW)) Al-Kauthar (Rwizi rwekuParadhiso) فَصَلِّ لِرَبِّكَ وَٱنۡحَرۡ ٢Naizvozvo namata Tenzi vako uye vopira (kwavari chete) إِنَّ شَانِئَكَ هُوَ ٱلۡأَبۡتَرُ ٣Zvirokwazvo, uyo anokuvenga (Iwe Muhammad (SAW)) ndiye achaparadzwa
Translation: Abdullah J. M. Adini And Students.