Millat al-Islam

Chapter 110 · 3 verses · Abdullah J. M. Adini And Students

Surah An-Nasr in Shona

Arabic with tafsir Listen to Surah An-Nasr (1288 reciters)
Medinanسورة النصر3 verses

بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ

إِذَا جَآءَ نَصۡرُ ٱللَّهِ وَٱلۡفَتۡحُ ١Kana rubatsiro rwaAllah rwauya nekukunda وَرَأَيۡتَ ٱلنَّاسَ يَدۡخُلُونَ فِي دِينِ ٱللَّهِ أَفۡوَاجًا ٢Uye kana ukaona vanhu vachipinda vakawanda muchitendero chaAllah (Islaam) فَسَبِّحۡ بِحَمۡدِ رَبِّكَ وَٱسۡتَغۡفِرۡهُۚ إِنَّهُۥ كَانَ تَوَّابَۢا ٣Nokudaro kudza kurumbidzwa kwaTenzi vako, uye vakumbire ruregerero.Zvirokwazvo ndivo vanoregerera

Translation: Abdullah J. M. Adini And Students.