Arabic with tafsir
Listen to Surah At-Takathur (1265 reciters)
بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ
أَلۡهَىٰكُمُ ٱلتَّكَاثُرُ ١Kuunganidza (zvenyika) kunokuitai kuti murivare حَتَّىٰ زُرۡتُمُ ٱلۡمَقَابِرَ ٢Kusvikira mashanyira makuva (mafa) كـَلَّا سَوۡفَ تَعۡلَمُونَ ٣Kwete! Muchasvika pakuziva ثُمَّ كـَلَّا سَوۡفَ تَعۡلَمُونَ ٤Zvakare kwete! Muchasvika pakuziva كـَلَّا لَوۡ تَعۡلَمُونَ عِلۡمَ ٱلۡيَقِينِ ٥Kwete! Dai maiziva noruzivo rwechokwadi (magumo ekuunganidza, maisadaro) لَتَرَوُنَّ ٱلۡجَحِيمَ ٦Zvirokwazvo, muchaona viriri remoto (weGehena) ثُمَّ لَتَرَوُنَّهَا عَيۡنَ ٱلۡيَقِينِ ٧Uye zvakare, muchauona (iwo moto) nemeso akajeka ثُمَّ لَتُسۡـَٔلُنَّ يَوۡمَئِذٍ عَنِ ٱلنَّعِيمِ ٨Uye nezuva iroro zvirokwazvo muchabvunzwa nezvemafaro (zvamaiita panyika)
Translation: Abdullah J. M. Adini And Students.