بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ
وَٱلتِّينِ وَٱلزَّيۡتُونِ ١(Ndinopika) nemuonde, uye nemu orivhi وَطُورِ سِينِينَ ٢Negomo reSinai وَهَٰذَا ٱلۡبَلَدِ ٱلۡأَمِينِ ٣Neguta iri (Makkah) rakachengetedzeka لَقَدۡ خَلَقۡنَا ٱلۡإِنسَٰنَ فِيٓ أَحۡسَنِ تَقۡوِيمٍ ٤Zvirokwazvo, takasika munhu ane chimiro chakanaka ثُمَّ رَدَدۡنَٰهُ أَسۡفَلَ سَٰفِلِينَ ٥Ndokubva tamudzikisira kusvika pakupedzisira إِلَّا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ فَلَهُمۡ أَجۡرٌ غَيۡرُ مَمۡنُونٍ ٦Kusara kweavo vanotenda (muIslaam) uye vachiita mabasa akanaka. Vachawana mubairo usingaperi (Paradhiso) فَمَا يُكَذِّبُكَ بَعۡدُ بِٱلدِّينِ ٧Nokudaro chii chinoita (iwe asingatendi) kuti urambe zuva rekutongwa أَلَيۡسَ ٱللَّهُ بِأَحۡكَمِ ٱلۡحَٰكِمِينَ ٨Havasi here Allah mutongi vanoziva pamusoro pevatongi vose