السورة بالعربية مع التفسير
استمع إلى سورة الكافرون (786 قارئاً)
بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ
قُلۡ يَٰٓأَيُّهَا ٱلۡكَٰفِرُونَ ١Iti (Iwe Muhammad (SAW)): “Imi vasingatendi (muna Allah, muhumwechete wavo, ngirozi dzavo, Mabhuku avo, vatumwa vavo, muzuva rekutongwa, uye kuti zvose zvinoitika nokuda kwavo (Allah) لَآ أَعۡبُدُ مَا تَعۡبُدُونَ ٢Ini handinamati izvo zvamunonamata وَلَآ أَنتُمۡ عَٰبِدُونَ مَآ أَعۡبُدُ ٣Uye imi hamunamati zvandinonamata وَلَآ أَنَا۠ عَابِدٌ مَّا عَبَدتُّمۡ ٤Uye ini handizombonamati zvamunonamata وَلَآ أَنتُمۡ عَٰبِدُونَ مَآ أَعۡبُدُ ٥Uye imi hamuzombonamati izvo zvandinonamata لَكُمۡ دِينُكُمۡ وَلِيَ دِينِ ٦Kwamuri mune chitendero chenyu, uye ini kwandiri ndine chitendero changu.”
الترجمة: Abdullah J. M. Adini And Students.