ملة الإسلام

السورة 114 · 6 آية · Abdullah J. M. Adini And Students

سورة الناس باللغة الشونية

السورة بالعربية مع التفسير استمع إلى سورة الناس (1,329 قارئاً)
مكيةسورة الناس٦ آية

بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ

قُلۡ أَعُوذُ بِرَبِّ ٱلنَّاسِ ١Iti: “Ndinotsvaga kuchengetedzwa na(Allah), Tenzi wevanhu مَلِكِ ٱلنَّاسِ ٢Mambo wevanhu إِلَٰهِ ٱلنَّاسِ ٣Mwari wevanhu مِن شَرِّ ٱلۡوَسۡوَاسِ ٱلۡخَنَّاسِ ٤Kubva kuhuipi hwemuzevezeri (Satani anozevezera mumoyo yevanhu), uye obva (kubva mukuzevezera kwake mumoyo wemunhu mushure mokunge afunga Allah) ٱلَّذِي يُوَسۡوِسُ فِي صُدُورِ ٱلنَّاسِ ٥Uyo anozevezera muzvipfuva zvevanhu مِنَ ٱلۡجِنَّةِ وَٱلنَّاسِ ٦Kubva kumaJinn (Zvisikwa zvakasikwa nemoto) nevanhu.”

الترجمة: Abdullah J. M. Adini And Students.