ملة الإسلام

السورة 86 · 17 آية · Abdullah J. M. Adini And Students

سورة الطارق باللغة الشونية

السورة بالعربية مع التفسير استمع إلى سورة الطارق (1,326 قارئاً)
مكيةسورة الطارق١٧ آية

بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ

وَٱلسَّمَآءِ وَٱلطَّارِقِ ١(Ndinopika) nedenga, neAt-Twaariq (nyenyedzi inouya usiku) وَمَآ أَدۡرَىٰكَ مَا ٱلطَّارِقُ ٢Uye chii chichakuita kuti uzive kuti At-Twaariq chii ٱلنَّجۡمُ ٱلثَّاقِبُ ٣Inyenyedzi inopenya zvikuru إِن كُلُّ نَفۡسٍ لَّمَّا عَلَيۡهَا حَافِظٌ ٤Munhu wose ane muchengetedzi pamusoro pake (ngirozi dzinoona kumuchengetedza, kunyora mabasa ake akanaka neakaipa). nezvemunhu wose فَلۡيَنظُرِ ٱلۡإِنسَٰنُ مِمَّ خُلِقَ ٥Naizvozvo munhu ngaatarise kuti akasikwa kubva pai خُلِقَ مِن مَّآءٍ دَافِقٍ ٦Akasikwa kubva mumvura inobuda nesimba يَخۡرُجُ مِنۢ بَيۡنِ ٱلصُّلۡبِ وَٱلتَّرَآئِبِ ٧Inobva pakati pemuzongoza nembabvu إِنَّهُۥ عَلَىٰ رَجۡعِهِۦ لَقَادِرٌ ٨Zvirokwazvo, (Allah) vane simba rekumudzora (kuhupenyu) يَوۡمَ تُبۡلَى ٱلسَّرَآئِرُ ٩Zuva zvakavanzika (mabasa, minamato, kutsanya, nezvimwewo) zvichaongororwa (zvichaburitswa) فَمَا لَهُۥ مِن قُوَّةٍ وَلَا نَاصِرٍ ١٠Naizvozvo achange asina simba kana mubatsiri وَٱلسَّمَآءِ ذَاتِ ٱلرَّجۡعِ ١١(Ndinopika) nedenga (rine makore emvura) rinopa mvura, nguva nenguva وَٱلۡأَرۡضِ ذَاتِ ٱلصَّدۡعِ ١٢Uye nepasi rinotsemuka (nekukura kwemiti nezvirimwa) إِنَّهُۥ لَقَوۡلٌ فَصۡلٌ ١٣Zvirokwazvo, (Qur’aan) iri ishoko rinopatsanura (chokwadi kubva kumanyepo) وَمَا هُوَ بِٱلۡهَزۡلِ ١٤Uye harisi chinhu chedambe إِنَّهُمۡ يَكِيدُونَ كَيۡدًا ١٥Zvirokwazvo, vari kuronga hurongwa (hwekukuvhiringidza Muhammad (SAW) وَأَكِيدُ كَيۡدًا ١٦Uye ini (wo) ndiri kuronga hurongwa فَمَهِّلِ ٱلۡكَٰفِرِينَ أَمۡهِلۡهُمۡ رُوَيۡدَۢا ١٧Naizvozvo chimbononotsa vasingatendi, wovasiya kwekanguva

الترجمة: Abdullah J. M. Adini And Students.