ملة الإسلام

السورة 99 · 8 آية · Abdullah J. M. Adini And Students

سورة الزلزلة باللغة الشونية

السورة بالعربية مع التفسير استمع إلى سورة الزلزلة (1,320 قارئاً)
مدنيةسورة الزلزلة٨ آية

بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ

إِذَا زُلۡزِلَتِ ٱلۡأَرۡضُ زِلۡزَالَهَا ١Kana nyika yodengenyetswa nekudengenyeka kwayo وَأَخۡرَجَتِ ٱلۡأَرۡضُ أَثۡقَالَهَا ٢Uye kana nyika yoburitsa misengwa yayo (zvayakaviga) وَقَالَ ٱلۡإِنسَٰنُ مَا لَهَا ٣Uye munhu achati: “Chii chiri kunetsa pairi?” يَوۡمَئِذٍ تُحَدِّثُ أَخۡبَارَهَا ٤Nezuva iroro ichataura mashoko ayo (zvaiitika pamusoro payo zvakanaka nezvakaipa) بِأَنَّ رَبَّكَ أَوۡحَىٰ لَهَا ٥Nokuda kwekuti Tenzi vako vanenge vaiudza izvozvo يَوۡمَئِذٍ يَصۡدُرُ ٱلنَّاسُ أَشۡتَاتًا لِّيُرَوۡاْ أَعۡمَٰلَهُمۡ ٦Nezuva iroro vanhu vachaenda muzvikwata kuitira kuti vagotaridzwa mabasa avo فَمَن يَعۡمَلۡ مِثۡقَالَ ذَرَّةٍ خَيۡرًا يَرَهُۥ ٧Naizvozvo uyo anenge aita chakanaka chakafanana nehuremu hwekasvosve kamwechete achachiona وَمَن يَعۡمَلۡ مِثۡقَالَ ذَرَّةٍ شَرًّا يَرَهُۥ ٨Uye uyo anenge aita chakaipa chakafanana nehuremu hwekasvosve kamwechete achachiona

الترجمة: Abdullah J. M. Adini And Students.