Arabic with tafsir
Listen to Surah Al-Fil (851 reciters)
بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ
أَلَمۡ تَرَ كَيۡفَ فَعَلَ رَبُّكَ بِأَصۡحَٰبِ ٱلۡفِيلِ ١Hauna kuona (Iwe Muhammad (SAW)) here zvakaitwa naTenzi vako kuvaridzi venzou? (Mauto ane nzou akabva kuYemen achitungamirirwa na Abrahah Al-Ashram vane chinangwa chekuparadza Ka’bah kuMakkah) أَلَمۡ يَجۡعَلۡ كَيۡدَهُمۡ فِي تَضۡلِيلٍ ٢Havana kuita here kuti hurongwa hwavo hurasike (hushaye basa) وَأَرۡسَلَ عَلَيۡهِمۡ طَيۡرًا أَبَابِيلَ ٣Uye vakavatumira shiri muzvikwata تَرۡمِيهِم بِحِجَارَةٍ مِّن سِجِّيلٍ ٤Dzichivatema nematombo akaumbirwa (Sijjeel) فَجَعَلَهُمۡ كَعَصۡفٍ مَّأۡكُولِۭ ٥Uye vakavaita sokunge munda (usina chunhu) wakadyiwa (nemombe)
Translation: Abdullah J. M. Adini And Students.