Arabic with tafsir
Listen to Surah Quraysh (836 reciters)
بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ
لِإِيلَٰفِ قُرَيۡشٍ ١(Mufaro mukuru kubva kuna Allah) nechengetedzo kumaQuraish إِۦلَٰفِهِمۡ رِحۡلَةَ ٱلشِّتَآءِ وَٱلصَّيۡفِ ٢Kuchengetedzwa kwavo pakufamba (vachienda kunotengesa) munguva yechando nenguva yekupisa فَلۡيَعۡبُدُواْ رَبَّ هَٰذَا ٱلۡبَيۡتِ ٣Naizvozvo, ngavanamate (Allah) Tenzi ve imba iyi (Ka’bah ku Makkah) ٱلَّذِيٓ أَطۡعَمَهُم مِّن جُوعٍ وَءَامَنَهُم مِّنۡ خَوۡفِۭ ٤Avo vanovapa chikafu kubva munzara, uye vanovachengetedza kubva mukutya
Translation: Abdullah J. M. Adini And Students.