ملة الإسلام

السورة 96 · 19 آية · Abdullah J. M. Adini And Students

سورة العلق باللغة الشونية

السورة بالعربية مع التفسير استمع إلى سورة العلق (1,283 قارئاً)
مكيةسورة العلق١٩ آية

بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ

ٱقۡرَأۡ بِٱسۡمِ رَبِّكَ ٱلَّذِي خَلَقَ ١Verenga! Muzita raTenzi vako avo vakasika (zvinhu zvese) خَلَقَ ٱلۡإِنسَٰنَ مِنۡ عَلَقٍ ٢Vakasika munhu kubva mubumbu reropa ٱقۡرَأۡ وَرَبُّكَ ٱلۡأَكۡرَمُ ٣Verenga! Uye Tenzi vako ndivo mukomboreri mukuru ٱلَّذِي عَلَّمَ بِٱلۡقَلَمِ ٤Avo vakadzidzisa (kunyora) nechinyoreso عَلَّمَ ٱلۡإِنسَٰنَ مَا لَمۡ يَعۡلَمۡ ٥Vakadzidzisa munhu izvo zvaakanga asingazivi كـَلَّآ إِنَّ ٱلۡإِنسَٰنَ لَيَطۡغَىٰٓ ٦Asi, zvirokwazvo, munhu anodarika mirairo أَن رَّءَاهُ ٱسۡتَغۡنَىٰٓ ٧Nokuda kwekuti anozviona sekunge akapfuma إِنَّ إِلَىٰ رَبِّكَ ٱلرُّجۡعَىٰٓ ٨Zvirokazvo, kuna Tenzi vako ndiko kune kudzokera أَرَءَيۡتَ ٱلَّذِي يَنۡهَىٰ ٩Wakamuona here (Muhammad (SAW)) uyo anodzivirira (anorambidza - Abu Jahl) عَبۡدًا إِذَا صَلَّىٰٓ ١٠Muranda (Muhammad (SAW)) kana achinamata أَرَءَيۡتَ إِن كَانَ عَلَى ٱلۡهُدَىٰٓ ١١Wakamboona here kana iye (Muhammad (SAW)) ari kutungamirwa (naAllah) أَوۡ أَمَرَ بِٱلتَّقۡوَىٰٓ ١٢Kana ari kukomekedza kutya (Allah) أَرَءَيۡتَ إِن كَذَّبَ وَتَوَلَّىٰٓ ١٣Wakamboona here kana iye (Abu Jahl) achiramba chokwadi (Qur’aan) uye achifuratira أَلَمۡ يَعۡلَم بِأَنَّ ٱللَّهَ يَرَىٰ ١٤Haazivi here kuti Allah vanoona (zvose) كـَلَّا لَئِن لَّمۡ يَنتَهِ لَنَسۡفَعَۢا بِٱلنَّاصِيَةِ ١٥Asi, kana asina kusiya (Abu Jahl), tichamubata nebvudzi rekumberi نَاصِيَةٍ كَٰذِبَةٍ خَاطِئَةٍ ١٦Bvudzi repamberi (pemusoro) rinonyepa nekukanganisa فَلۡيَدۡعُ نَادِيَهُۥ ١٧Naizvozvo chimusiyai adaidze dare rake (revabetseri) سَنَدۡعُ ٱلزَّبَانِيَةَ ١٨Isu tichadaidza vachengeti veGehena (kuti vaone chekuita naye) كـَلَّا لَا تُطِعۡهُ وَٱسۡجُدۡۤ وَٱقۡتَرِب ۩ ١٩Kwete! (Muhammad (SAW)) usamuteerera (Abu Jahl). Pfugama uye uswedere pedyo (naAllah)

الترجمة: Abdullah J. M. Adini And Students.