السورة بالعربية مع التفسير
استمع إلى سورة القدر (1,314 قارئاً)
بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ
إِنَّآ أَنزَلۡنَٰهُ فِي لَيۡلَةِ ٱلۡقَدۡرِ ١Zvirokwazvo, takaridzikisa (Qur’an iri) muusiku hwechisungo وَمَآ أَدۡرَىٰكَ مَا لَيۡلَةُ ٱلۡقَدۡرِ ٢Uye chii chichaita kuti uzive kuti usiku hwechisungo chii لَيۡلَةُ ٱلۡقَدۡرِ خَيۡرٌ مِّنۡ أَلۡفِ شَهۡرٍ ٣Usiku hwechisungo huri nani kukunda churu chemwedzi (kunamata Allah mauri kuri nani kupfuura kunamata churu chemwedzi (makore makumi masere nematatu, nemwedzi mina) تَنَزَّلُ ٱلۡمَلَٰٓئِكَةُ وَٱلرُّوحُ فِيهَا بِإِذۡنِ رَبِّهِم مِّن كُلِّ أَمۡرٍ ٤Mauri munodzika ngirozi nemweya mutsvene (Gabriel) nemvumo yaTenzi vavo nezvisungo zvose سَلَٰمٌ هِيَ حَتَّىٰ مَطۡلَعِ ٱلۡفَجۡرِ ٥(Usiku hwese) Pane runyararo (uye zvakanaka kubva kuna Allah zvichienda kuvaranda vavo vanotenda) kusvikira nguva yemambakwedza
الترجمة: Abdullah J. M. Adini And Students.