السورة بالعربية مع التفسير
استمع إلى سورة الإخلاص (1,405 قارئاً)
بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ
قُلۡ هُوَ ٱللَّهُ أَحَدٌ ١Iti (Iwe Muhammad (SAW)): “NdiAllah, Vamwechete ٱللَّهُ ٱلصَّمَدُ ٢Allah vanodiwa nezvisikwa zvose (asi ivo hapana chavanoda) لَمۡ يَلِدۡ وَلَمۡ يُولَدۡ ٣Havabereki vana, kuti ivo havana kuberekwa وَلَمۡ يَكُن لَّهُۥ كُفُوًا أَحَدُۢ ٤Hakuna mumwe akafanana navo kana kuti kuenzaniswa navo.”
الترجمة: Abdullah J. M. Adini And Students.