السورة بالعربية مع التفسير
استمع إلى سورة المسد (1,267 قارئاً)
بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ
تَبَّتۡ يَدَآ أَبِي لَهَبٍ وَتَبَّ ١Ngaaparadzwe maoko aAbu Lahab uye ngaaparadzwe مَآ أَغۡنَىٰ عَنۡهُ مَالُهُۥ وَمَا كَسَبَ ٢Upfumi hwake nevana vake hazvisi kana kuzomubetsera سَيَصۡلَىٰ نَارًا ذَاتَ لَهَبٍ ٣Achapiswa mumoto uye une viriri rinobvira وَٱمۡرَأَتُهُۥ حَمَّالَةَ ٱلۡحَطَبِ ٤Uye mukadzi wake achange akatakura huni فِي جِيدِهَا حَبۡلٌ مِّن مَّسَدِۭ ٥Muhuro make muchange muine tambo yemadheti yakakoswa yegavi nemurara
الترجمة: Abdullah J. M. Adini And Students.