ملة الإسلام

السورة 91 · 15 آية · Abdullah J. M. Adini And Students

سورة الشمس باللغة الشونية

السورة بالعربية مع التفسير استمع إلى سورة الشمس (1,360 قارئاً)
مكيةسورة الشمس١٥ آية

بِسۡمِ ٱللَّهِ ٱلرَّحۡمَٰنِ ٱلرَّحِيمِ

وَٱلشَّمۡسِ وَضُحَىٰهَا ١(Ndinopika) nezuva nekubwinya kwaro وَٱلۡقَمَرِ إِذَا تَلَىٰهَا ٢Nemwedzi paunoritevera (zuva) وَٱلنَّهَارِ إِذَا جَلَّىٰهَا ٣(Ndinopika) nemasikati paanoratidza (kubwinya kwezuva) وَٱلَّيۡلِ إِذَا يَغۡشَىٰهَا ٤Neusiku paunorivhara (zuva) وَٱلسَّمَآءِ وَمَا بَنَىٰهَا ٥Nedenga neavo vakarivaka وَٱلۡأَرۡضِ وَمَا طَحَىٰهَا ٦(Ndinopika) nepasi neavo vakari tambanudza وَنَفۡسٍ وَمَا سَوَّىٰهَا ٧Nemoyo (munhu) neavo vakamugadzira mune zvakanaka فَأَلۡهَمَهَا فُجُورَهَا وَتَقۡوَىٰهَا ٨Uye vakamuratidza zvakaipa kwaari nezvakanaka kwaari قَدۡ أَفۡلَحَ مَن زَكَّىٰهَا ٩Zvirokwazvo, anobudirira uyo anozvichenesa (anotevedzera Islaam) وَقَدۡ خَابَ مَن دَسَّىٰهَا ١٠Uye zvirokwazvo anokundikana uyo anozvikanganisira pachake (anoramba Islaam) كَذَّبَتۡ ثَمُودُ بِطَغۡوَىٰهَآ ١١(Vanhu) veThamud vakaramba kuburikidza nekudarikidza kwavo mitemo (vairamba chitendero chechokwadi, Islaam, uye vachiita mabasa akaipa) إِذِ ٱنۢبَعَثَ أَشۡقَىٰهَا ١٢Apo muipi wavo akaenda mberi (kuti auraye ngamera) فَقَالَ لَهُمۡ رَسُولُ ٱللَّهِ نَاقَةَ ٱللَّهِ وَسُقۡيَٰهَا ١٣Asi mutumwa waAllah (Swaalih (AS)) akati kwavari: “Iyi ingamera yaAllah (musaikuvadze), uye (musairambidze) kunwa kwayo!” فَكَذَّبُوهُ فَعَقَرُوهَا فَدَمۡدَمَ عَلَيۡهِمۡ رَبُّهُم بِذَنۢبِهِمۡ فَسَوَّىٰهَا ١٤Naizvozvo vakamuramba uye vakaiuraya. Naizvozvo Tenzi vavo vakavaparadza nekuda kwechitadzo chavo, uye vakavaenzanisa mukuparadzwa (vanhu vose, vapfumi, nevarombo, vane simba nevasina simba) وَلَا يَخَافُ عُقۡبَٰهَا ١٥Uye ivo (Allah) havana kutya zvichaitika mumashure mazvo

الترجمة: Abdullah J. M. Adini And Students.